MyLyricsFinder

Lyrics

Ndomirira nguva yenyu baba ndomirira nguva yenyu x3 zviome ...zviome zvindirwadze vandituke vandiseke baba ndomirira ndomorira ndoimirira nguva yenyu x3 zviome zvirwadze vandiseke ndomirira nguva yenyu vandizvidze vandikomberedze ndoimirira nguva yenyu korus... Hama dzindiseke vanhu vanditize ndoimirira nguva yenyu nyika indiomere haiwa ndoimirira nguva yenyu yuyuyuyuyuyuyuyuyuyuyuaha korus...

Can't get it out of your head? Play “Allow Me” yourself.

Find the sheet music