MyLyricsFinder

Lyrics

Handidi handidi zvekutaura nesimbe amai Kune vamwe vasingadi zvekushanda kumabasa avo Handidi handidi zvekutaura nenyope amai Kune vamwe vasingadi kuriritira hupenyu wavo Vanoswera vanoswera vachinyomba hurumende vachiti Kune vamwe vasingadi zvekushanda kumabasa avo Vanoswera vanoswera vachinyomba hurumende vachiti Kune vamwe vasingadi kuriritira hupenyu wavo (Chorus) X 2 Vatete vatete kani vatete Vatete munodarire kuchengeta matsotsi Vatete vatete kani vatete Vatete munodarire kuchengeta marovha Handidi handidi zvekutaura nesimbe amai Kune vamwe vasingadi zvekushanda kumabasa avo Handidi handidi zvekutaura nenyope amai Kune vamwe vasingadi kuriritira hupenyu wavo Vanoswera vanoswera vachinyomba hurumende vachiti Kune vamwe vasingadi zvekushanda kumabasa avo Vanoswera vanoswera vachinyomba hurumende vachiti Kune vamwe vasingadi kuriritira hupenyu wavo (Chorus) X 2 Vatete vatete kani vatete Vatete munodarire kuchengeta matsotsi Vatete vatete kani vatete Vatete munodarire kuchengeta marovha Handidi handidi zvekutaura nesimbe amai Kune vamwe vasingadi zvekushanda kumabasa avo Handidi handidi zvekutaura nenyope amai Kune vamwe vasingadi kuriritira hupenyu wavo Vanoswera vanoswera vachinyomba hurumende vachiti Kune vamwe vasingadi zvekushanda kumabasa avo Vanoswera vanoswera vachinyomba hurumende vachiti Kune vamwe vasingadi kuriritira hupenyu wavo

Can't get it out of your head? Play “Dande” yourself.